Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chipiri, Kukadzi 14, 2017


Nhau DzeShona Studio7

Zimbabwe neZambia dzinokwereteswa mari yekuvakiridza mudhuri weKariba Dam, asi Zimbabwe isingabati mari iyi.

Vedzisvondo vokurudzirwa kushandisa makondomu panguva iyo pasi rose rinocherechedza zuva rekushandiswa kwemakondomu.

Nyaya iri kupomerwa vagari veku Epworth makamu mashanu nevashanu yekukonzeresa mhirizhonga inotadza kunzwikwa mudare nhasi.

Amai Mujuru vonyomba vanhu vaivatsigira vachiri muZanu PF vose vasati vadzingwa vachiti varume ava vaida kuvamanikidza kuita navo zvepabonde.

Muchirongwa cheThe Connection na 8:00pm tiri kutarisa zvinoreva zuva reValentine’s Day.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Misoro Yenhau Dzanhasi Chipiri, Kukadzi 14, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG