Accessibility links

Breaking News

Muimbi Ane Mukurumbira, Alick Macheso, Achitandadza Vanhu kuMhemberero dzeKuzvitonga Kuzere Dziri Kuitirwa kwaMurambinda kuManicaland

Muimbi Ane Mukurumbira, Alick Macheso, Achitandadza Vanhu kuMhemberero dzeKuzvitonga Kuzere Dziri Kuitirwa kwaMurambinda kuManicaland
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:08 0:00

Muimbi ane mukurumbira, Alick Macheso, achitandadza vanhu kumhemberero dzekuzvitonga kuzere dziri kuitirwa kwaMurambinda kuManicaland. Zimbabwe yasvitsa makore makumi mana nemana yawana kuzvitonga. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)

XS
SM
MD
LG