Tuesday, May 21, 2013 Local time: 18:20


Chirongwa

DZIMWE NHAU

MDC Inoti Ichakumbira Kuregererwa Chikwereti cheNyika

VaBiti vanoti chikwereti cheZimbabwe kuInternational Monetary Fund neWorld Bank, chakurisa zvekuti Zimbabwe haichakwanisi kuchibhadhara.
Onai zvimwe

Chirongwa Chekunyoresa Chinopera Paine Kunyunyuta

Chirongwa cheZimbabwe Electoral Commission, ZEC, chekunyoresa vanhu kuti vazokwanisa kuvhota chakapera neSvondo paine kunyunyuta nekushoropodzwa kwemafambisirwo achakaitwa
Onai zvimwe

Hurumende Yononoka Kubhadhara Chikwereti Chayo kuCMED

Hurumende nekomisheni inoona nezvesarudzo, yeZimbabwe Electoral Commission, ZEC, zvine chikwereti chemari inodarika mamiriyoni gumi nemana emadhora kukambani yeCMED.
Onai zvimwe

Vana Vadiki Votadza Kuwana maARVs

Vana vazhinji vanoberekwa vaine HIV muZimbabwe, kunyanya kumaruwa, vanonzi vari kutadza kuwana mishonga yema ARVs nekukurumidza nepamusana pekushaya mishina inovheneka ropa ravo mushure memasvondo matanhatu vaberekwa.
Onai zvimwe

VaTsvangirai Vanoti Bato Ravo Richakunda Musarudzo

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti bato ravo rine basa rakakura k rekurwisa nehuwori pamwe nekusawanikwa kwemabasa kana richinge rakunda musarudzo.
Onai zvimwe