Accessibility links

Breaking News

Madzimai ekwaMukwindidza kuMutare South Achitsanangura Kutsikirirana Kwaitika Vanhu Vachirwira Chikafu kuMhemberero kwaMurambinda

Madzimai ekwaMukwindidza kuMutare South Achitsanangura Kutsikirirana Kwaitika Vanhu Vachirwira Chikafu kuMhemberero kwaMurambinda
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:51 0:00

Amai Dyna Mukwindidza naAmai Alice Mukwindidza avo vabva kuMutare South vachitsanangura nezvekutsikirirana kunonzi kwaitika vanhu vachirwira chikafu kumhemberero dzekuzvitonga dziri kuitirwa kwaMurambinda. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)

XS
SM
MD
LG