Accessibility links

Breaking News

Vamwe Varimi veFodya veKumaruva Vochema Kuti Huremu hweMari yeMunyika Yavari Kupihwa kuMisika yeFodya Iri Pasi Zvikuru


Vamwe Varimi veFodya veKumaruva Vochema Kuti Huremu hweMari yeMunyika Yavari Kupihwa kuMisika yeFodya Iri Pasi Zvikuru
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:08 0:00

Mumwe murimi wefodya, VaHarrison Jokonya, vanoti mari yemaRTGS yavari kupihwa kana vatengesa kumisika hapana zvairi kuvashandira nekuda kwe inflation. (Vhidhiyo ina Nunurayi Jena)

XS
SM
MD
LG