Accessibility links

Breaking News

VaClemence Chiduwa Vofadzwa neMari Itsva Yaparurwa muNyika, yeZiG Vachiti Icvhadzikamisa Hupfumi hweNyika

VaClemence Chiduwa Vofadzwa neMari Itsva Yaparurwa muNyika, yeZiG Vachiti Icvhadzikamisa Hupfumi hweNyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:08 0:00

VaClemence Chiduwa vanove sachigaro wekomiti yeparamende inoona nezvemari, vanoti vari kufara nemari itsva iyo vari kufunga kuti ichamisa kukwira kwemitengo yezvinhu munyika kana kuti inflation nekudzikamisa hupfumi hwenyika.

Forum

XS
SM
MD
LG