Accessibility links

Breaking News

Vadzidzi Vari Kumiririra Zimbabwe kuMakwikwi eMagweta eJessup International Law Moot Court Competition muAmerica Vanovimba Kuti Vachakunda


Vadzidzi Vari Kumiririra Zimbabwe kuMakwikwi eMagweta eJessup International Law Moot Court Competition muAmerica Vanovimba Kuti Vachakunda
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:02 0:00

Vadzidzi vana, vari kumiririra Zimbabwe kubva kuEzekiel Guti University vari kushanya muno mu America ku mumakwikwi eJessup International Law Moot Court Competition, vanoti zvinhu zviri kufamba zvakanaka. Mumwe ari mumakwikwi aya ndiMuzvare Trish Pfende vatatura navo (Vhidhiyo ina Evans Zininga.)

XS
SM
MD
LG