Accessibility links

Breaking News

Gweta VaNyasha Charamba Vari kutungamira Chikwata cheVari Kuita Zvidzidzo zvehuGweta muMakwikwi eJessup Moot Arikuitirwa muAmerica

Gweta VaNyasha Charamba Vari kutungamira Chikwata cheVari Kuita Zvidzidzo zvehuGweta muMakwikwi eJessup Moot Arikuitirwa muAmerica
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:40 0:00

Gweta rinorwira kodzero dzevanhu vachishanda ne sangano re Zimbabwe Lawyers for Human Rights pamwe neInternational Criminal Court Advocate Nyasha Charamba vanoti makwikwi aya anotora vadzidzi kubva kuzvikoro zvemutemo zvinosvika mazana manomwe munyika dzinopfuura makumi. Vhidhiyo ina :Evans Zininga.

XS
SM
MD
LG