Accessibility links

Breaking News

Sangano reWorld Food Programme Rinoti Richabatana neHurumende Mukutsvagira Vanhu Chikaf


Sangano reWorld Food Programme Rinoti Richabatana neHurumende Mukutsvagira Vanhu Chikaf
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00

Sangano reWorld Food Programme rinoti richabatana nemamwe masangano akazvimirira nehurumende mukutsvaga chikafu kune dzimwe nyika kuti vabatsire vanoshaya. Mutauriri wesangano iri munyika VaChristopher Charamba vanoti vari kutambira chikumbiro chaitwa nemutungamiri wenyika chekuti vekunze vabatsire.

XS
SM
MD
LG