Accessibility links

Breaking News

Mamwe Madzimai ekuChegutu Anoti Dunhu Ravo Rakatarisana neNzara Inotyisa Zvakaita Kuti Ashaye Nguva Yekucherechedza Mwedzi weMadzimai


Mamwe Madzimai ekuChegutu Anoti Dunhu Ravo Rakatarisana neNzara Inotyisa Zvakaita Kuti Ashaye Nguva Yekucherechedza Mwedzi weMadzimai
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:09 0:00

Mamwe madzimai ekuChegutu kuMashonaland West anoti dunhu ravo rakatarisana nenzara inotyisa gore rino zviri kuita kuti ashaye nguva yekucherechedza mwedzi waKurume unove mwedzi wemadzimai unocherechedzwa gore rega rega.

XS
SM
MD
LG