Accessibility links

Breaking News

Mamwe Madzimai kuMashonaland West Anoti Mwedzi weMadzimai Hauna Chaunoreva Kwavari Sezvo Vari Kutarisana neMatambudziko Anosanganisira Nzara

Mamwe Madzimai kuMashonaland West Anoti Mwedzi weMadzimai Hauna Chaunoreva Kwavari Sezvo Vari Kutarisana neMatambudziko Anosanganisira Nzara
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:11 0:00

Mamwe madzimai kuMashonaland West anoti mwedzi waKurume, uyo unoremekedzwa kodzero dzemadzimai, hauna chaunoreva kwavari sezvo vari kutarisana nematambudziko akasiyanasiyana anosanganisira nzara. Ambuya Tifa Ngilazi vekuChegutu vanoti zvinhu hazvina kumira zvakanaka panyaya yechikafu mumhuri yavo.

XS
SM
MD
LG