"Ini Ndiri Munhu weVanhu Mota Ndoidii?": Thomas Mapfumo
Muimbi ane mukurumbira zvikuru munyika, Thomas Mapfumo, akaramba mashoko ekuti akataura namuzvinabhizimisi anopomerwa mhosva dzekuita zvehuori, Wicknell Chivayo, kuti anopihwa motokari nemba akadzoka kumusha nekumira kushora hurumende. Tayedza kubata Chivayo asi ange asiri kudaira nherembozha yake.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
Forum