Accessibility links

Breaking News

Vamwe Varimi veFodya Vokurudzira Hurumende Kuti Iwongorore Mari Dziri Kutengwa Nadzo Chirimwa Ichi Sezvo Dziri Pasi Zvakanyanya


Vamwe Varimi veFodya Vokurudzira Hurumende Kuti Iwongorore Mari Dziri Kutengwa Nadzo Chirimwa Ichi Sezvo Dziri Pasi Zvakanyanya
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:19 0:00

Mumwe murmi vefodya wekuKaroi kuMashonaland West, VaTuesday Nyaguhwa, vanoti hurumende inofanirwa kuwongorora mari dziri kutengwa nadzo chirimwa ichi mwaka uno sezvo dziri pasi zvakanyanya. Vanoti zvikwanisiro zvinodiwa pakurima fodya zviri kuramba zvichikwira uye zvichitengwa nemari yekunze.

XS
SM
MD
LG