Accessibility links

Breaking News

VaFrederick Shava Voshora America paNyaya yeKusakoka Mutungamiri weNyika VaMnangagwa kuMusangano weUS Africa Leaders’ Summit ne Zvirango

VaFrederick Shava Voshora America paNyaya yeKusakoka Mutungamiri weNyika VaMnangagwa kuMusangano weUS Africa Leaders’ Summit ne Zvirango
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:55 0:00

Gurukota rinoona nezve kudyidzana nedzimwe nyika VaFrederick Shava vanoti Zimbabwe haasi kufara nekusakokwa kwemutungamiri wenyika vaEmmerson Mnangagwa kumusangano weUS Africa Leaders' Summit wakatanga muWashington DC nezuro. Vhidhiyo ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

XS
SM
MD
LG