Accessibility links

VaAcie Lumumba Vodzokera KuZanu PF

Vaimbove nhengo yeZanu PF Va Acie Lumumba, vanoti vadzokera kubato iri nhasi sezvo vari kufadzwa nemafambisirwo ari kuitwa zvinhu naVa Mnangagwa. VaLumumba vanoti vachange vachikurudzira kuti kodzero neshuwiro dzevechidiki dziremekedzwe ne hurumende ya VaMnangagwa. Nyaya ina Marvellous Nyahuye.


VaAcie Lumumba Vodzokera KuZanu PF
please wait

No media source currently available

0:00 0:07:24 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda
XS
SM
MD
LG