Muvhuro, Nyamavhuvhu 03, 2015 Local time: 23:19

Nhau / Africa

Biti: Sarudzo Dzakachena Dzinochenesa Chimiro cheNyika

VaTendai BitiVaTendai Biti
x
VaTendai Biti
VaTendai Biti
Thomas Chiripasi
Gurukota rezvemari, Va Tendai Biti, vanoti Zimbabwe inofanira kuita sarudzo dzakachena uye, murunyararo kuitira kuti hupfumi hwenyika husimukire. VaBiti vataura mashoko aya pamusangano we Confederation of Zimbabwe Industries, CZI, wanga uchitarisa mamiriro akaita hupfumi hwenyika.
   
Vachitaura pamusangano uyu muHarare, VaBiti vati Zimbabwe ikaita sarudzo murunyararo, zinoita kuti izodyidzana nedzimwe nyika zvinozoita kuti hupfumi hwenyika hubudirire kubudikidza nevekunze vanezenge vachiwuya kuzosima mari yavo munyika.

Zimbabwe yakatarisirwa kuita sarudzo gore rino muzuva risati ratarwa kana veruzhinji vachinge vapedza kuvhota mureferendamu yebumbiro idzva remitemo yenyika rakanyorwa richitungamirwa nekomiti yeparamende.

VaBiti vati vane tarisiro yekuti hupfumi hwenyika huchange hwakura nezvikamu gumi kubva muzana panosvika gore ra 2020 kubudikidza nekurima pamwe nekucherwa kwezvicherwa. Asi vati havasi kufara nekusafambiswa zvakanaka kwemabasa ane chekuita  nehupfumi hwenyika.

Kubudikidza nekusakura kuri kuita hupfumi hwenyika, VaBiti vati Zimbabwe haisi kukwanisa kubhadhara zvikwerei zvayo kumasangano anokweretesa mari akaita se International Monetary Fund, kana kuti IMF, pamwe chete nebhanga reWorld Bank. Vati chikwereti chave neZimbabwe chave kudarika mabhiriyoni gumi emadhora.

VaBiti vati bazi ravo riri pakati pekuumba mutemo uchasungira hurumende kuti iburitse gwaro rinoratidza kuti hupfumi hwenyika huchange hwakamira sei kwemakore mashanu anenge achiwuya.


Musangano uyu warongwa neCZI nechinangwa chekuda kuwona mamiriro akaita hupfumi hwenyika pari zvino uye matanho angatorwe nehurumende kuitira kuti hupfumi hwenyika husimukire.

You May Like

Dzimwe Mhuri Dzopona neKupemha kuMakonde

Apo vanhu vakawanda munyika vari kuomerwa neupenyu, dzimwe mhuri kuSadoma kuMakonde mudunhu reMashonaland West dziri kurarama nekutengesa mafuta ekubikisa, matemba pamwe nekurima muriwo. Onai zvimwe

VaObama Vanoonekana neNhengo dzeMandela Washington Fellowship

VaObama vataura mashoko aya pamusangano wavaita nevechidiki vari kupedza zvidzidzo zvavo pasi pechirongwa cheMandela Washington Fellowship. Onai zvimwe

Vakawanda Vanoti Havashamisike neKuurayiwa kweShumba Yainzi Cecil

Veruzhinji vanoti havasi kufara nekuurayiwa kweshumba yainzi Cecil mwedzi wapera vachiti asi hurumende haifanire kupedzera matombo kumakunguwo. Onai zvimwe

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe

ZCTU Yoronga Kuratidzira kweVashandi neKurasikirwa kweMabasa

ZCTU inoti hutungamiri hwayo hwakasangana mukupera kwesvondo hwakasunga kuti vashandi vapinde mukuratidzira vachinyunyuta nekuramba vachirasikirwa nemabasa pamwe nekumbunyikidzwa kwemasangano anomirira vashandi Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French.

  • Live Talk
    30 min

    Live Talk

    Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals...

  • Nhau dzeShona
    30 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

Facebook