Svondo, Nyamavhuvhu 02, 2015 Local time: 02:13

Nhau / Matongerwo eNyika

VaTsvangirai Vanoti Mauto Haafanire Kupinda Munyaya dzeMatongerwo eNyika

x
Blessing Zulu
Mutungamiri wehurumende, VaMorgan Tsvangirai, neChishanu vakasimudza nyaya yekuti mauto asave nechekuita nenyaya yesarudzo sezvo zvichizokonzera kusagadzikana kwezvinhu munyika.

VaTsvangirai vataura mashoko aya pamusangano weNational Security Council waitwa muHarare. Bato reMDC-T rinoti harisi kufara nenyaya yekuti pane mauto ari kuendeswa mumaruwa uye nyaya yekuti vamwe vakuru vemauto vanopota vachitaura mashoko ekutyisidzira vanhu.

Vange vari pamusangano weChishanu mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, mutevedzeri wavo, Amai Joyce Mujuru, gurukota rezvekudzivirirwa kwenyika, VaEmmerson Mnangagwa, gurukota rezvevasori, VaSydney Sekeramai, gurukota muhofisi yaVaMugabe, VaDidymus Mutasa, gurukota rezvemari, VaTendai Biti, uye gurukota rezvemhando dzemoto, VaElton Mangoma.

Vamwe vapinda mumusangano uyu mukuru wemauto, General Constantine Chiwenga, mukuru wemauto emuchadenga, VaPerence Shiri,  uye mukuru wemapurisa, VaAugustine Chihuri, vange vakamirirwa nevatevedzeri vavo, mukuru wemajeri, VaParadzai Zimhondi naVaPhilip Valerio Sibanda mumwe mukuru wemauto.

Vamwe vevapinda mumusangano uyu vanoti wafamba hawo zvakanaka kunyange VaMnangagwa varamba nyaya yekuti vari kuendesa mauto kumaruwa kunovhundutsira vanhu.

Mauto agara achikonzera mutauro munyika nenyaya yekusatevedzera mutemo wekuti vasapindire munyaya dzezve matongerwo enyika.

Gweta rinorwira kodzero dzevanhu richishanda neZimbabwe Lawyers for Human Rights, VaJeremiah Bamu, vanoti mauto anofanira kuvandudza mashandiro awo.

Hurukuro naVaJeremiah Bamu
Hurukuro naVaJeremiah Bamui
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe

Vakaremara Voratidza Zviratidzwa Zvavo muBulawayo

Gungano reNational Disability Expo raitwa muBulawayo vamwe vanorarama nehurema vachichema-chema nerekuti hurumende haizi kuita zvakakwana mukusimudzira kodzero pamwe nehupenyu hwavo. Onai zvimwe

Zimbabwe Youdza America Kuda Kwayo Kusunga VaPalmer

Amai Oppah Muchinguri Kashiri vanoti hurumende iri kuda kuti chizvarwa cheku America Va Walter James Palmer, avo vakauraya shumba yaizivikanwa zvikuru yainzi Cecil vauye kuzotongwa nenyaya yekuurayiwa zvisiri pamutemo kweshumba iyi. Onai zvimwe

2015 ZIBF Inonzi Yabudirira Zvisineyi Kuti Zvinhu Zvakaoma Munyika

Mukuru weZimbabwe International Book Fair, VaObey Bvute, vaudza Studio7 kuti zviratidzwa izvi zvinopa mukana kuvanhu nemakambani kuti vaite mabhizimisi nekudyidzana munyaya dzemabhuku. Onai zvimwe
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French.
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 20
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

  • Live Talk
    30 min

    Live Talk

    Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals...

Facebook