Accessibility links

Breaking News

VaPutin Vave neMakore Makumi Maviri neMashanu (25) Vachitungamira Votora Mhiko neChipiri Yekuenderera Mberi Vri paNyanga


VaVladimir Putin
VaVladimir Putin

Mutungamiri wenyika yeRussia VaVladimir Putin vari kutarisirwa nemusi weChipiri kutora mhiko yekutungamira nyika kwemamwe makore matanhatu. VaPutin vakatanga kutungamira nyika muna 1999.

Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti dziri kutarisira kuti vacharamba vachienderera mberi nekurwisa Ukraine.

Asi hondo iyi iri kutarisirwa kutora mari yakawanda yebhajeti renyika yeRussia zvinonzi zvichasiya zvimwe zvakaita sedzidzo uye kurwisa hurombo zvisina mari yakakwana.

Forum

XS
SM
MD
LG