Accessibility links

Breaking News

VaRamaphosa Vanoti Sarudzo Dzichaitwa Muna Chivabvu


VaCyril Ramaphosa
VaCyril Ramaphosa

Mutungamiri wenyika yeSouth Africa VaCyril Ramaphosa vanoti nyika yavo ichaenda kusarudzo musi wa29 Chivabvu.

Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dziri kuyambira kuti ANC inogona kutadza kukunda zvine mutsindo zvekuwana zvigaro zvekuti ikwanise kuvandudza bumbiro remitemo kana kuti "two thirds majority."

Vanhu vakabvunzwa patsvakiridzo yekuvhota kwavachaita inoratidza kuti vari pasi pezvikamu makumi mashanu kubva muzana kana kuti 50% ndivo vari kuti vachavhotera ANC.

Forum

XS
SM
MD
LG