Mary Bell, uyo akashanda naMtukudzi kubva kuma1990, anoti ari kuramba achitarisa pamadandemutande akaita seFaceBook, Twitter, pamwe neWhatsApp aine tarisiro yekuti zvimwe achaonawo kana vhidhiyo zvayo Tuku, sekuzivikanwa kwainyanyoitwa Mtukudzi, achiramba kuti ashaya.