Ukuwo, rimwe sangano revarairidzi, reProgressive Teachers’ Union of Zimbabwe, PTUZ, rinoti nekuda kwekukwira kwaita mari dzekubhadhara mukufamba, nhengo dzaro hadzichakwanisa kuramba dzichienda kumabasa mazuva asara ekuti zvikoro zvivharwe nemusi weChina svondo rino.