Makurukota ehurumende anosanganisira rezvevashandi, Amai Prisca Mupfumira, nere zvehutano, Dr David Parirenyatwa, pamwe nagavhuna weReserve Bank of Zimbabwe VaJohn Mangudya, vasangana nemasangano evashandi vehurumende kuti vazeye nyaya yemabhonasi egore rapera.