Accessibility links

Dare reSenate muAmerica Roenderera Mberi Richinzwa Nyaya Iri Kupomerwa VaTrump

Dare reSenate riri kuenderera mberi richinzwa mhosva dziri kupomerwa mutungamiri weAmerica, VaDonald Trump, dzekushandisa masimba avo zviri kunze kwemutemo uye kuda kuvhiringidza dare reCongress kuferefeta nyaya iyi. Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7 ataura na Dr Moses Rumano nezve nyaya iyi.


Dare reSenate muAmerica Roenderera Mberi Richinzwa Nyaya Iri Kupomerwa VaTrump
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:26 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda
XS
SM
MD
LG