Accessibility links

Nyaya ina Thomas Chiripasi

Mapato anopikisa anoti haasi kufara nemabatirwo aakaitwa nehurumende mugore ra2019, kusamira zvakanaka kwehupfumi munyika, pamwe kutekeshera kwehuori munyika panguva iyo bato riri kutonga riri kukurudzira kuti mapato ose aise misoro pamwe chete azeye zviri kunetsa munyika pasi pechirongwa chePolad.


Nyaya ina Thomas Chiripasi
please wait

No media source currently available

0:00 0:12:48 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda
XS
SM
MD
LG