Accessibility links

Nyaya Ina Kiri Mudzamiri - Kukosha kweKuongororwa Gomarara repaZamu

Zimbabwe iri kubatana nedzmiwe nyika pasi rino mukucherechedza chirwere chegomarara repazamu sezvinoitwa mumwedzi waGumiguru gore roga roga. Vanhu vanodarika zviuru zvishanu vari kubatwa nezvirwere zvakasiyana siyana zvegomarara pagore rega rega muZimbabwe.


Nyaya Ina Kiri Mudzamiri - Kukosha kweKuongororwa Gomarara repaZamu
please wait

No media source currently available

0:00 0:13:34 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda
XS
SM
MD
LG