Ongororo yakaitwa neThe Sentry inoratidza kuti VaTagwirei, avo vanova chipangamazano chemutungamiri wenyika, uye vari hama yaVaEmmerson Mnangagwa, vanopihwa basa nehurumende pasina kutevedzwa mitemo uye vanoshandisa makambani avo akawanda kufambisa mari nenzira dzisina kujeka.