Magweta ane mukurumbira munyika pamwe nemasangano anoshanda akazvimirira ari kuronga kuendesa hurumende kumatare achipikisa matanho akatorwa nemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, ekusaina Constitutional Amendment Bill No. 2, achiti zvakaitwa izvi zvinotyora bumbiro remitemo yenyika