Vanhu zviuru zvishanu nemazana mana nemakumi masere nevasere, kana kuti 5 488, vakabaiwa nhomba yekutanga yekudzivirira chirwere cheCovid-19, yeSinopharm, kuchitiwo vamwe chiuru nemazana matanhatu nevatanhatu, kana kuti 1 606, vachibaiwa nhomba yechipiri nyika yose nemusi weChina.