Bazi rezvehutano rakazivisa neMuvhuro kuti huwandu hwevanhu vafa neCovid-19 munyika hwakasvika pachiuru nemakumi manomwe nevashanu, kana kuti 1075, mushure mekufa kwevamwe makumi manomwe, kana kuti 70, pakati pemusi weChishanu chapfuura kusvika neMuvhuro wakare.