Huwandu hwevashandi vemuzvipatara kusanganisira vakoti navanachiremba vari kubayiwa nhomba yeSinopharm yakapihwa Zimbabwe neChina huchiri hushoma zvakanyanya.