Vhidhiyo Yekuona - Voice of America
Vhidhiyo Yekuona - Voice of America
Mukuru weZambezi River Authority VaMunyaradzi Munodawafa kuMusangano wePowering Africa Summit muDC
            <description>Mukuru weZambezi River Authority, Engineer Munyaradzi Munodawafa, vachitaura vari kumusangano wemhando dzemoto wakanga wakanangana nekusimudzira Africa munyaya dzemhando dzemoto, wePowering Africa Summit, wakaitirwa muWashington DC nemusi weChina neChishanu svondo rapera. (Vhidhiyo naEvans Zininga) </description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/d7047489-c451-4aa5-2f85-08dd5c897904_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Gurukota rezveMhando dzeMoto VaJuly Moyo Vachitaura Vari kuMusangano wePowering Africa Summit muDC
            <description>Gurukota rezvemhando dzemoto, VaJuly Moyo, vachitaura vari kumusangano wePowering Africa Summit wakaitirwa muWashington DC kwemazuva maviri. Musangano uyu wakaunganidza makurukota nevakuru vemakambani nevemabhanga vanobva kunyika dzemuAfrica nemuAmerica. (Vhidhiyo naEvans Zininga).</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/9af14530-31dc-4c68-2f83-08dd5c897904_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Mutori weNhau Evans Zininga Ari kuMusangano weZvemagetsi wePowering Africa Summit Watanga muDC  
            <description>Musangano wakanangana nekusimudzira zvirongwa zvemhando dzemoto muAfrica, wePowering Africa Summit, watanga muWashington DC uchiunganidza makurukota nevatungamiri vemapazi ezvemhando dzemoto nemari vanobva kuAfrica neAmerica. Mutori wenhau Evans Zininga ari kumusangano uyu achitipa zviri kuitika.</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/eed4490f-f84f-4ec2-2d03-08dd5c897904_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Mutori weNhau Watmore Makokoba Otaura Maonero Ake paMashoko Akaturwa naVaDonald Trump Chipiri Usiku
            <description>Mumwe mutori wenhau anoshanda nezvenyaya dzemamiriro ekunze, Watmore Makokoba, achipa pfungwa dzake pamusoro pamusoro pemashoko akaturwa nemutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump kunyika yavo neChipiri usiku pamberi penhengo dzeSeneti neParamende muCongress. (Vhidhiyo naCosta Nkomo)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/b7a1a7f2-e81c-4519-a619-08dd5afe0892_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Nyaya Izere: Mutungamiri weAmerica VaDonald Trump Vanotura Mashoko kuAmerica Vari muCongress
            <description>Mutungamiri weAmerica, VaDonald Trump, neChipiri manheru vakataura kunyika yavo pamberi pematare eSeneti neParamende muCongress uko vakatara hurongwa hwehutungamiriri hwavo, zvinosanganisira nzira yekuunza runyararo kuMiddle East nekumabvazuva kweEurope.</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/c34c95a9-70cc-476f-dfca-08dd5b028e57_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Vamwe Vagarai vemuHarare Vari Kuchemachema neKusafamba Zvakanaka kweDzimotokari Kana kwaNaya
            <description>Vamwe vagari vemuguta reHarare vari kuchemachema nekuda kwekusafamba zvakanaka kwedzimotokari mumigwagwa mizhinji inobva mukatikati meguta iri, zvikuru sei kana kwanaya,izvo zviri kuita kuti vanonoke kusvika kudzimba kana kumabasa. Tobias Mudzingwa anotipa nyaya inotevera.</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/7b4b0ab4-2c2f-48c7-9317-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
VaDouglas Mwonzora Vonakurira Zanu-PF nyoka mhenyu pakunzi nedare vakasarudzwa zvisiri pamutemo
            <description>VaDouglas Mwonzora, vanoti bato reZanu-PF,  riri kuda kuparadza MDC,m yavo sezvo iri kuramba nyaya yekuti VaMnangagwa vatonge kusvika na2030.  </description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/deeea56a-0c6a-4afe-0692-08dd4a817621_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Mutori weNhau weAlpha Media Holdings Blessed Mhlanga Anonyimwa Mukana weKubvisa Mari yeChibatiso 
            <description>Mutori wenhau anoshandira kambani yeAlpha Media Holdings, Blessed Mhlanga, nhasi arambirwa nedare ramejasitiriti chikumbiro chake chekuti abvise mari yechibatiso kuitira kuti atongwe achibva kumba pamhosva yaari kupomerwa yekupesvedzera mhirizhonga. Tobias Mudzingwa anotipa nyaya iyi.</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/3125101c-b4dd-4d6e-050d-08dd4a817621_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Huwandu hweMotokari muGuta reHarare Hononotsa Vaakawanda Kusvika kuDzimba neNguva
            <description>Huwandu hwemotokari muguta reHarare hunonzi hwave kukonzeresa kusafamba zvakanaka kwemotokari mumigwagwa zvave kuita kuti vamwe vanhu vanonoke kusvika kunzendo dzavo sezvo vave kupedza nguva yakarebesa vari mumigwagwa. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/dd2bb0b7-1bac-43fd-8f34-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Vagari muHarare Vanoti Kanzuru Haisi Kuvapa Zvavanokodzera Kuwana Iyo Ichiti Vabhadhare Zvikwereti 
            <description>Vagari vemuguta reHarare vari kuchema nekushaya zvikwanisiro zvakaringana kubva kukanzuru yavo zvakaita semvura, kutakurwa kwemarara nekugadzirwa kwemigwagwa. Asi kanzuru inoti kana vagari vakabhadhara zvikwereti zvavo zvose zvavanoda zvichazadzikiswa. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/ea25bde9-f4bc-41c6-8e44-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Munyori Mukuru weZUJ, Perfect Hlongwane Anoshora Kwaanoti Kumbunyikidzwa kwaBlessed Mhlanga
            <description>Munyori mukuru wesangano reZimbabwe Union Of Journalists (ZUJ), Perfect Hlongwane, anoti kusungwa nekubatwa kuri kuitwa mutori wenhau Blessed Mhlanga kunoratidza kumbunyikidzwa kwevatori venhau munyika. (Vhidhiyo naGodwin Mangudya) </description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/eea97059-8e29-4be0-8db2-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Gweta raBlessed Mhlanga VaChris Mhike, Vachitsanangura Zvatora Nzvimbo Mudare
            <description>Gweta remutori wenhau akasungwa achipomerwa mhosva yekupesvedzera mhirizhonga, Blessed Mhlanga, VaChris Mhike, vachitsanangura zvaitika mudare. (Vhidhiyo naGodwin Mangudya)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/d0148975-5b50-4fe3-8dd4-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Vechidiki muZanu PF Vari kuTsigira Hurongwa hwe2030 Vachipembera paNational Youth Day muBulawayo
            <description>Nhengo dzeboka revechidiki muZanu PF dziri kukurudzira kuti mutungamiri wenyika vari mutungamiri weZanu PF VaEmmerson Mnangagwa varambe vari pachigaro kusvika muna 2030 dzichiimba pamhemberero dzekucherechedza zuva revechidiki reNational Youth Day kuBulawayo. (Video naAnnahstacia Ndlovu)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/b17a936c-634f-45fd-8ae1-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Nhengo dzeZion Christian Church Brass Band Dzichitandadza Vanhu paNational Youth Day muBulawayo 
            <description>Chikwata chemimhanzi cheZion Christian Church Brass Band chichitandadza vanhu pagungano rekucherechedza zuva revechidiki reNational Youth Day munhandare yeZITF muBulawayo. (Vhidhiyo naKudzanai Musengi)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/17115404-e144-4de2-8a52-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Vamiriri veVashandi veHurumende Voshora kuShandiswa kweMari yeZIG Muzvitoro Zvikuru Munyika
            <description>Munyori mukuru wesangano revashandi vehurumende reZCPSTU VaDavid Dzatsunga vanoti vanoona sekuti pane vamwe vakuru muhurumende vane ma tuck shop vari kumanikidza zvitoro zvikuru kutora maZiG asi ma tuck shop achibvumidzwa kushandisa madhora ekuAmerica. (Vhidhiyo naGodwin Mangudya)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/6fad6dbb-dbd6-4e5c-fc45-08dd4a817620_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Vamwe Vechidiki vekuDema kwaSeke Vowana Cheuviri Kubva muKutakura Zvinhu neVanhu 
            <description>Mumwe wevechidiki, VaInnocent Mugabe, vanogara kuDema kwaSeke kumashonaland East, avo vasati vava nemudhudhu, vanoshandisa bhizautare ravakaisa chingoro kumashure chavanodhonza vachitakura, izvo vanoti zviri kuvaitisa mari pamwechete nekusimbisa muviri wavo. (Vhidhiyo naJeff Moyo)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/2e340322-2b71-4d15-e2fc-08dd4a81f35f_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Vamwe veChidiki vekuDema kwaSeke Votsvaga Nzira dzeKuraramisa Mhuri Dzavo
            <description>Mugari wekuDema kwaSeke, VaKelvin Chikanga, ndemumwe wevanoti kushaya mabasa kwevechidiki ndiyo yave honzeri yekuita mabhindauko nemidhudhu yavanotenga nemaricho avanoita, izvo zvovapa raramo. (Vhidhiyo naJeff Moyo)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/18693fb8-ae09-4091-e2fa-08dd4a81f35f_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Vamwe Vagari vekuDema kwaSeke Vozviriritira neKutakura Zvinhu Pamwe neVanhu neZvimudhudhudhu
            <description>Mumwe wevagari vekuDema kwaSeke kuMashonaland East, VaTirivanhu Chikwava, vanoti zvemudhudhu vakazvitanga nekuda kweshungu dzekuti vawane cheuviri pakurarama nekuda kwekushaya mabasa. Vanoti kutakura zvinhu nemudhudhudhu kwave kuvawana mari. (Vhidhiyo naJeff Moyo)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/65a57a8e-1a93-4eed-fac0-08dd4a817620_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Mumwe Mugari wekuNyamapanda Anoti Afadzwa neChirongwa Chekubviswa kweZvimbambaira Munharaunda Yake  
            <description>Muzvare Patience Muzambidzi vekuNyamapanda kuMashonaland East, vachitaura pamusoro pematambudziko avanosangana nawo nekuda kwezvimbambaira zvichiri munzvimbo yavo.  Vanoti vakamboda kugumisa hupenyu hwavo pavakaputikirwa nechimbambaira icho chakavabvisa gumbo rekurudyi. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/5192675d-585d-4cd1-873d-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>
Mamwe Madzimambo Orumbidza Zvirongwa Zvekubviswa kweZvimbambaira Zvichiri Munharaunda Dzavo 
            <description>Mambo Nyakusengwa vekuRushinga mudunhu reMashonaland Central vachitaurawo pamusoro pezvimbambaira munzvimbo yavanotonga. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)</description>
            <category>Vhidhiyo Yekuona</category><enclosure url="https://gdb.voanews.com/3fa16cf0-165c-4da0-8742-08dd4a843460_tv_w800_h450.jpg" length="0" type="image/jpeg"/>