Vanhu Vaviri Vanofa neNzara kuBinga

Sangano reChristian Alliance rinoti vanhu vaviri vakafa nekushaya chikafu kuBinga kuMatabeleland svondo rapera.

National Co-ordinator veChristian Alliance, Reverend Useni Sibanda, vanoti pane mashoko ekuti kungova nevanhu vanopfura vanhu vaviri vafa nekushaya chikafu mudunhu reMatabeleland rose.

Bishop Ancelimo Magaya vanoshanda nesangano remachechi rinobatsira vanhu nechikafu reGrace Ablaze Ministries.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naBishop Magaya kuti tinzwe mamiriro akaita nyaya dzechikafu munyika.

Dzimwe Nhau Kubva Studio7...