Vanorarama neHurema Vanoratidzira paMahofisi aVaBiti
Your browser doesn’t support HTML5
Vanorarama nehurema vakaratidzira neChitatu pamahofisi egurukota rezvemari, VaTendai Biti, vachiti vanoda kuti hurumende ivabhadhare mari yayanga isiri kuvapa kwemakore masere adarika. Vanorarama nehurema vanga vakatakura mapepa ane zvinyorwa zvakasiyana-siyana zvimwe zvezvinyorwa izvi zvanga zvakanzi “Tionewo seVanhu”.