Accessibility links

Breaking News

Zvizvarwa ZveZimbabwe Zviri Kunze Zvoendesa Mari Zhinji Kumusha


Vana VeZimbabwe Vari Kunze Votumira Mari Zhinji Kubatsira Kumutsa Hupfumi Hwenyika

Hurumende inoti vana veZimbabwe vari kunze kwenyika vakatumira mari inosvika 159 U.S. dollars mugore rino.

Izvi zvakaonekwa kuburikidza nemari dzinotumirwa kuburikidza nemakambani akaita seWestern Union neMoneygram.

Hurumende inoti ichaedza kuti ishande nevari kunze ava kuti vabatsire mukumutsiridza hupfumi hwenyika hwaenda kumawere.

Gurukota rezvehupfumi VaTendai Biti vati pachine ndima huru inoda kusakurwa kuti nyika ifambire mberi.

XS
SM
MD
LG