Accessibility links

Breaking News

Zvikwata ZveGunners ne Dynamos Zvotatsurana Mumutambo We Premier Soccer League


Gunners ne Dynamos dziri kusangana mangwana pamutambo wadzo wekutanga we Premier Soccer League mwaka uno, zvichitevera kusawirinana kwakamboita zvikwata zviviri izvi apo Dynamos yakaramwa kutamba ne Gunners.

Mutambo wemangwana uchatambirwa kunhandare ye Rufaro.

Team manager weGunners, va Wellington Mpandare, vanoti kunyangwe zvazvo pakamboita kusawirirana pakati pezvita zviviri izvi parizvino vari kudyidzana zvakanaka uye vanotarisira kuti mutambo wemangwana uchafamba nemazvo.

XS
SM
MD
LG