Accessibility links

Breaking News

Zvichirikuda Kugadziriswa Munyaya Dzezvehutano Zvichakawanda-Nyanzvi


Kunyange hazvo paine vamwe munyika vari kuona shanduko munyaya dzezvehutano kubva pakaumbwa hurumende yemubatanidzwa, komiti yeparamende inoona nezvehutano yakatura gwaro kutanga kwemwedzi waMbudzi rinoratidza kuti hutano munyika hauna kumira zvakanaka.

Gwaro iri rinoti hapana shanduko yati yavepo mushure mekuumbwa kwehurumende yemubatanidzwa.

Brenda Moyo anotipa nyaya iyi.

XS
SM
MD
LG