Accessibility links

Breaking News

Vanhu Votyityidzirwa Muchirongwa cheBVR kuZaka neBikita


Vanhu vari kutyityidzirwa pakunyoresa kuvhota
Vanhu vari kutyityidzirwa pakunyoresa kuvhota

Mamwe masabhuku ekuMasvingo anoti ichokwadi kuti ari kumanikidzwa nemakanzura eZanu-PF kuenda nevanhu vavo kunonyoresa uye kutora ma ‘serial numbers’ ari pamapepa okunyoresa.

Masabhuku aya anotiwo makanzura aya ari kutyisidzira vanhu kuti vachaziva munhu wavanenge vavhotera musarudzo gore rinouya.

Masabhuku maviri ataura neStudio7 asina kuda kudomwa mazita awo anoti zvakakosha kuti pave nehurongwa hwekuudza vanhu vari kumaruwa kuti vasatyisidzirwa sezvo mishina iri kushandiswa kunyoresa mazita evanhu isingakwanisi kuziva kuti munhu avhotera ani sezviri kutaurwa nevezvematongerwo enyika.

Masabhuku ekuZaka maviri aya haana kuda kubuda pachena sezvo ari kutyira hupenyu hwavo.

Hurukuro NaSabhuku WeKutanga
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:07 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Hurukuro NaSabhuku WeChipiri
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:46 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG