Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Gabriel Matemba Chodadisa kuAmerica


Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Gabriel Matemba Chodadisa kuAmerica
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:04:08 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chizvarwa cheZimbabwe Gabriel Matemba akawana mubayiro wechipiri mumakwikwi eClean Tech ayo akaitirwa kuNew York svondo rino. Matemba uyo anogara kuMbare achidzidza kuPrince Edward anoti zvakakosha kuti vechidiki vasatye zvidzidzo zveSTEM nekuti zvinokwanisa kuvasvikisa kure muhupenyu hwavo.

XS
SM
MD
LG