Accessibility links

Breaking News

Kambani yeRiverside Solar Plan Inoti Inoda Kugadzira Gwenya Guru reMagesti Anoshandisa Zuva


Imwe kambani inoita basa rekugadzira magetsi anobva muzuva, kana kuti ‘Solar Energy’ yeRiverside Solar Plan inoti ine chido chekugadzira gwenya guru muZimbabwe yose, kwaBwoni, Seke pedyo neHarare.

Hurumende ine makore ichitatarika kukwezva vemabhizimisi vane hunyanzvi hwekugadzira mhando yemoto yakadai.

Semuenzaniso, kambani yeZESA yakapa mumwe muzvinabhizimisi, VaWicknell Chivhayo, basa rekugadzira gwenya kuGwanda asi hapana chakabuda sezvo vakabva vaita bete rawira mumukaka.

Asi imwe kambani yakazvimirira inonzi Riverside Solar Plant yakavaka hayo gwenya remagetsi kwaMutoko.

please wait

No media source currently available

0:00 0:04:09 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG