Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Dzanhasi…Nyamavhuvhu 31, 2015


Studio 7
Studio 7

Veruzhinji munyika vanoti kusamira zvakanaka kwehupfumi hwenyika kwakonzera kuti hupenyu huvawomere kunyange hazvo hurumende ichiti ine hurongwa hwakasimba hwekuvandudza hupfumi hwenyika. Mutori wedu wenhau Thomas Chiripasi akataura neveruzhinji mu Harare ndokutipa nyaya iyi.

Zimbabwe yokwezva vemabhizimisi kuMilan Italy ichitungamirwa negurukota rezvemaindustry VaMike Bimha.

Vashandi vanodarika mazana maviri vakadzingwa basa kuChitungwiza voenda kumahofisi ekanzuru vachida mari dzavo.

Muchirongwa chedu cheLiveTalk nhasi tiri kutarisa nezveZuva rekurangarira vanhu vanopambwa kana kuti Unitef Nations International Day of Victims of Enforced Disappearances.

Misoro yeNhau Dzanhasi - Nyamavhuvhu 31, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:03 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG