Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chishanu 23 Gunyana, 2016


Misoro yeNhau
Misoro yeNhau

Masoja nemapurisa ozadzwa mumigwagwa yekuChitungwiza kunyangwe hazvo kuratidzira kwanga kwakarongwa nemapato anopikisa pasi peNational Electoral Reform Agenda wasendekwa parutivi.

Vakuru vemachechi voshanyira vasungwa vezvematongerwo enyika kujeri reChikurubi nekuzvipatara zvemuHarare.

Vechitendero chechi Islam muZimbabwe voenda kugungano guru reHajj kuMecca kuSaudi Arabia.

Tichakupai mitambo yenhabvu yeCastle Lager Premier Soccer League iriko mukupera kwesvondo.

Muchirongwa chedu cheLivetalk-na 8.00 pm tiri kutarisa mamiriro akaita zvinhu munyika nekuti remangwana renyika rakamira sei.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio 7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 6065, ne 15460 KiloHertzs ShortWave.

Musakanganwe kutifarira paFacebook nekudzvinya pakanzi Like.

Misoro yeNhau, Chishanu Gunyana 23, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG