Accessibility links

Breaking News

VaMnangagwa Votsaga Rubatsiro Kuna VaPutin Kuitira Kuti Isimukire


VaMnangagwa Votsaga Rubatsiro Kuna VaPutin Kuitira Kuti Isimukire
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:46 0:00

Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa vaita musangano nemutungamiri weRussia, VaVladimir Putin, umo VaMnangagwa vatenda rutsigiro rwakawana nyika kubva kuRusia munguva yezvirango, vakakumbirawo VaPutin kuti vabatsire Zimbabwe kuti ipinde munyika dzakabudirira kubva munyika dzichiri kubudirira.

XS
SM
MD
LG