Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chishanu Ndira 06, 2017


Misoro yeNhau

Komisheni inoona nezvekodzero dzevanhu inoti hurumende iri kubvumawo kuti zvematongerwo enyika zviri kuitwa munyaya dzekugoverwa kwechikafu.

Mutungamiri we MDC, VaMorgan Tsvangirai, voenda kuGhana kwavakakokwa kuti vazoona kugadzwa kwemutungamiri mutsva weGhana.

Zimbabwe yotarisana nedambudziko rekushaikwa kwefotireza.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:00pm tiri kutarisa dambudziko rechirwere che typhoid chovhiringa vanhu vakawanda.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona nekudzvinya pakanzi LIKE. Kurudzirai hama neshamwari kuti vafarire Facebook peji redu.

Misoro yeNhau, Chishanu Ndira 06, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG