Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chitatu Ndira 04, 2017


Misoro yeNhau

Mutori wenhau akaita mukurumbira munyika, VaBill Saidi, vanoshaya kuZambia mushure mekurwara kwenguva yakareba…

Sarudzo yeku Bikita West yoita mutauro bato reZanu PF richipomerwa mhosva yekutyora kodzero dzevamwe vari kupinda musarudzo iyi…

Migwagwa yemunyika yowedzerwa kuipa nemvura iri kunyanya kunayisa…

South Africa yoyambira kuomesera vekunze vanopinda munyika iyi vasina mvumo…

Muchirongwa chedu cheLiveTalk – Diaspora Forum…tiri kutarisa nezvedanho raziviswa neSouth Africa iro richabata zvakanyanya vanhu vemuZimbabwe vari kubuda munyika nepamusana pekuoma kwezvinhu…

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona nekudzvinya pakanzi LIKE.

Misoro yeNhau, Chitatu ndira 04, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG