Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Chivabvu 26, 2016


Misoro yeNhau

Nyaya yekushomeka kwemari yoramba ichinetsa munyika

IMF inoti hupfumi hwenyika huri kuramba huchiderera zvakanyanya munyika dzekuchamhembe kweAfrica kusanganisa Zimbabwe.

Harare Residents Trust yochema chema nekumanikidzwa kwevagari kuti vaite mapre-paid water meters.

Mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe voregerera vasungwa vechidzimai vange vari mumajere.

Kunetsana kwevashandi nevakuru veNRZ nenyaya dzemihoro kwoenderera.

Tichakupai nhau dzemitambo yeCastle Premier Soccer League iriko nhasi

Muchirongwa cheLivetalk- na8.30 pm tiri kutarisa nyaya yekuregererwa kwevasungwa nemutungamiri wenyika VaRobert Mugabe.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio 7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.

Misoro yeNhau, China Chivabvu 26, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:33 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG