WASHINGTON D.C. —
Zvikoro zvinovhurwa nhasi zvakawanda zvacho zvisingatorese vana mhiko ye National Pledge sezvakatarwa nehurumende…
Vamwe varairidzi vanopihwa ma pay slip anoratidza kuti bhonasi ravaifanirwa kunge vakawana neChishanu chapfuura, rava mumabhanga avo….
Vanorarama nekuita zvepabonde votambira chero mari yavapihwa sezvo zvinhu zvaoma munyika…
Muchirongwa chevechidiki che The Connection, tiri kutarisa kuvhurwa kwezvikoro pamwe nematambudziko akatarisana nevana vechikoro.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.