Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chipiri Zvita 15, 2015


Shona
Shona

Vakawanda votarisira bhonasi risiri kuuya izvo zvichaita kuti zororo reKisimusi negore idzva rivaomere….

Kupera simba kwe rhandi remu South Africa kopa kuti zvinhu zviomere vakawanda muZimbabwe….

Vechidiki vokurudzirwa kupinda muzvirongwa zvinodzivirira zvirwere zvepaponde kuitira kuti vakure vaine hutano hwakanaka.

Muchirongwa chevechidiki, The Connection, tiri kutarisa kurudziro kune vechidiki kuti vaite zvirongwa zvinovadzidzisa nzira dzekuti vazvidzivirire kuzvirwere zvepaponde….

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa13860 ne 15460 Kilohertzs paShortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:03 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG