Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Gumiguru 15, 2015


Studio 7
Studio 7

Kanzuru yeguta reHarare inoparura makirinika anokwanisa kuendwa nevanhu vanenge vachishungurudzwa mudzimba chero nguva. Aka ndekekutanga izvi zvichiitwa.

Vanhu vakawanda munyika vari kugunun'una nenyaya yekuti mudzimai wemutungamiri wenyika Amai Grace Mugabe vari kushandisa midziyo yehurumende mukutsvaga rutsigiro rwebato reZanu PF.

Nhasi tiri kutaura nemadzimai ekumaruwa.

Muchirongwa cheLiveTalk Women's RoundTable na 8:30pm tiri kutarisa ziva remadzimai ekumaruwa, iro riri kucherechedzwa nhasi.

Iyi ndiyo misoro yedu yenhau.... Musakanganwa kutibata pa 909AM, 4930 kana pa12080, ne15460 Kilohertz paShortwave kana paFacebook peji redu reVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:10 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG