Accessibility links

Breaking News

VaMnangagwa Vanodoma Dare reMakurukota Rine Mauto Mukati


Major Gen. S.B. Moyo, gurukota rezvekudyidzana nedzimwe nyika

Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vadoma makurukota achange achishanda navo muhurumende kudzamara munyika maitwa sarudzo gore rinouya.

VaPatrick Chinamasa – Gurukota rezvemari

VaObert Mpofu – Gurukota rezvemukati menyika

Air Marshal Perrance Shiri – Gurukota rezvekurima

VaLazarus Dokora – Gurukota redzidzo yepasi.

VaDavid Parirenyatwa – Gurukota rezvehutano.

VaKembo Mohadi – Gurukota rezvekudzivirirwa kwenyika

VaZiyambi Ziyambi – Gurukota rezvemitemo.

Major General Sibusiso Moyo – Gurukota rezvekudyidzana nedzimwe nyika.

VaKazembe Kazembe – Gurukota rezvemitambo

VaMike Bimha – Gurukota rezvemaindasitiri

Va July Moyo – Gurukota rezvematunhu

Amai Sithembiso Nyoni – Gurukota rezvemadzimai

Va Amon Murwira – Gurukota rezvedzidzo yepamusoro

VaSuper Mandiwanzira – Gurukota rezvehumhizha mukufambiswa kwemashoko

VaClever Nyathi – Gurukota rezvevashandi

Va Joram Gumbo – Gurukota rezvekutakurwa kwezvinhu

VaWinston Chitando – Gurukota rezvemigodhi

Amai Oppah Muchinguri Kashiri – Gurukota rezvezvekunze nezvakatipoteredza

Amai Priscah Mupfumira – Gurukota rezvekushanyirwa kwenyika

Va Simon Khaya Moyo – Gurukota rezvemhando dzemoto

Va Chris Mutsvangwa – Gurukota rezvekuburitswa kwemashoko.

Vamwe vaitwa makurukota tichakuzivisayi munguva inotevera.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG