Accessibility links

Breaking News

Nzou Dzofa neKudya Mapepa kuVictoria Falls


5.
5.

Masangano emunyika anoona nezvekuchengetwa kwemhuka anoti ari kuda kuunganidza mari inosvika zviuru makumi mashanu zvemadhora kuti vagadzire waya yemagetsi inokomberedza nzvimbo inorasirwa marara kuVictoria Falls.

Izvi zviri kuda kuitwa kuti mhuka dzakaita senzou, makudo uye mapere dzisafe mushure mekudya maplastic anenge arasirwa panzvimbo iyi.

Vanoshanda neEnvironment Africa amai Charlene Hewat vanoti nzou nomwe dzakatofa mushure mekudya mapepa.

XS
SM
MD
LG